Mhene
Mataridziko
- Mhene (Steenbuck)
- Mhene (rich person) kureva munhu mupfumi.
- Nyika Mhene (Open plain) kureva nyika isina miti asi ine huswa.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tasimba akaona mhene imire pamhene.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |