Svetuka kuchirochemo

Vladimir Putin

Kubva Wikipedia
2021

VaVladimir Vladimirovich Putin (Chirhashiya: Владимир Владимирович Путин; akazvarwa 7 Gumiguru 1952) vanoita nezvehutonganyika hwe Rhashiya uye vaimbove mwofisa we hungwaru, asi ikozvino ndivo vave kushanda samtungamiri kana se mtungamiri m'piri weRhashiya, chinzvimbo chaakawana kubvira muna 2012, uye kare kubva muna 2000 kusvika 2008.[1] Vakambo shanda semutungamiriri wehurumende kubva muna1999 kusvika 2000, uye zvakare kubva muna2008 kusvika 2012. VaPutin ndivo munhu wechipiri akashanda semtungamiri weYuropu mushure ma VaAlexander Lukashenko wekuBherarusi.

  • Mareketerwo ezita ravo neChishona ndi Vhiladhimaya Putini.

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]