Svetuka kuchirochemo

Chirau

Kubva Wikipedia

Chirau izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Yeukai Chirau; Takudzwa Chirau; Theresa Chirau; Chief Jeremiah Chirau.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Venda inoti murau kana murahu (adv. behind) kureva kumashure. Kabiye vanoti kɩlaʋ (n. sacrifice (ceremony).
  • MaZulu vanoti isilawu (n. Khoi-Khoi language; Khoi-Khoi characteristics), kureva mutauro netsika dzeMaKhoi-Khoi.
  • MaZulu vanoti ililawu kana amalawu (n. Hut set apart for unmarried men or boys; hut for unmarried girls), kureva gota kana nhanga.
  • VaDigo vanoti malau (meeting called to solve a dispute). VaMambwe vanoti ulau (a visit to another village). Tiriki vanoti shiravu (level country).
  • Kimbundu vanoti lau kana rilau (n. reward; gift, award, salary; hounor; gratification; retribution;) kureva mubayiro.