Svetuka kuchirochemo

Machinda

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuJinda)

Jinda kana machinda (n. advisors, nobles, princes?).

  • Munhu kubata ushe makota. A person holding chieftainship is like (having) councillors.
  • Jinda rakadzingwa pachigaro ndiro jinda rakazotonga Zimbabwe mumwedzi waNovember 2017.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mambwe inoti -cindama (to be venerable, honourable, respectable) kureva vanoremekedzwa.
  • Mambwe inoti -cindamika (to honour) - kupa ruremekedzo. Mambwe vanoti -cindika (vt. to respect, honour, esteem) kureva kuremekedza.
  • Mambwe vanoti -cindikana (to respect one another). Nyanja inoti kujindikiza (to honour; to increase) kureva kuremekedza.
  • Nyanja inoti chindikira kana kum'lemekeza (to honour. Literary: to be thick or great thus honourable).
  • Bavili inoti ciinde (v. to reinforce, to obey). Mamwe mazwi: cindike (to respect). Cindisi (to make strong, to exhort).
  • Bavili vanoti cinzike (v. to respect). Mamwe mazwi: luciinzu (n. respect). Ciinzu (v. to be respected).
  • Bemba inoti chanda (n. princess, noble person, pioneer) kureva jinda. Mamwe mazwi: bucindami (n. dignity).