Mitauro ye Chivanhu
Mataridziko
Mitauro ye Chivanhu kana Mitauro ye Chishona, ibazu remitauro ye Chibantu ine Zoni reKhodhi S.10 mu Hupango hwa Guthrie.Zvichienderera na to Nurse & Philippson (2003), mitauro unoumba nodhi riri vhalidhi. Rinosanganisa:
Boka re Chivanhu chekuPakati
- Chikorekore (S.11) uye Chitavara
- Chizezuru (S.12)
- Chimanyika (S.13) uye Chitewe
- Chikaranga (S.14)
Boka reChivanhu (Chishona) chekuMabvazuva
- Chindau (S.15)
Boka rekumadokero
- Chikalanga (S.16)
- Chinambiya
tafura
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vanhu | ||||||||||||||||||||||||||||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
Kalanga | Karanga | |||||||||||||||||||||||||||
Remba | ||||||||||||||||||||||||||||
Nyai | Hungwe | Mbire | ||||||||||||||||||||||||||
Rozvi | ||||||||||||||||||||||||||||
Nambya | Lilima | Vhenda
|
Nyubi | Venda | Manyika | Korekore | Zezuru | |||||||||||||||||||||
Talaunda/Talaote |
|
Ndau |
|
| ||||||||||||||||||||||||
Rembethu | Gova, Tande, Tavara, Nyongwe, Pfunde, Shan Gwe. |